Jeremiah 11:18 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jehova wakandiziʋisa iɀoɀo, ndikaɀiziʋa; ipapo mukandiratidza ɀaʋanoita.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti Jehovha akandionesa rangano yavo, ndikaiziva, nokuti panguva iyoyo akandiratidza zvavakanga vachiita.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tenzi akandiruma nzeve ini ndikabva ndazoziva ndokubva mandiratidza bangano ravo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jehovha wakandizivisa izvozvo, ndikazviziva; ipapo mukandiratidza zvavanoita.
Shona 2009?
Jehovha wakandizivisa izvozvo, ndikazviziva; ipapo mukandiratidza zvavanoita.
Shona SUB 2002 Bible
Jehovha akandizivisa izvozvo, ndikazviziva; ipapo mukandiratidza zvavanoita.