Jeremiah 11:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
uti kwaʋari: Ɀanzi naJehova, Mŋari waIsraeri: Munhu usiŋganzwi mashoko esuŋgano iyi, ŋgaatukwe,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Muvaudze kuti zvanzi naJehovha Mwari waIsraeri, ‘Akatukwa munhu asingateereri mitemo yesungano iyi,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
uti kwavari, zvanzi naTenzi Mwari weIsiraeri, ‘Ngaapinde rushambwa munhu asingachengeti zviri kurehwa nechitenderano ichi
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
uti kwavari, ‘Zvanzi naJehovha, Mwari waIsiraeri, munhu usinganzwi mashoko esungano iyi, ngaatukwe,’
Shona 2009?
uti kwavari, 'Zvanzi naJehovha, Mwari waIsiraeri, munhu usinganzwi mashoko esungano iyi, ngaatukwe,'
Shona SUB 2002 Bible
uti kwavari, ‘Zvanzi naJehovha, Mwari waIsiraeri, munhu usinganzwi mashoko esungano iyi, ngaatukwe,’