Jeremiah 11:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
aya andakaraira madziɓaɓa enyu nezuʋa randakaʋaɓuɗisa munyika yeEgipita, mucoto camatare, ndiciti: Tererai inzwi raŋgu, muɀiite ɀose seɀandakakurairai; ipapo mucaʋa ʋanhu ʋaŋgu, neni ndicaʋa Mŋari wenyu;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
mitemo yandakarayira madzitateguru enyu pandakavabudisa muIjipiti kubva muchoto chamatare.’ Ndakati, “Nditeererei mugoita zvose zvandinokurayirai, mugova vanhu vangu, ini ndigova Mwari wenyu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
chandakati madzibaba enyu achengete pandakavaburitsa munyika yeIjipiti,’ muvira romoto resimbi ndichiti, ‘Teererai izwi rangu muite zvose zvandinokuudzai, nokudaro muchava vanhu vangu, ini ndichivawo Mwari wenyu,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
aya andakaraira madzibaba enyu nezuva randakavabudisa munyika yeIjipiti, muchoto chamatare, ndichiti, ‘Tererai inzwi rangu, muzviite zvose sezvandakakurairai; ipapo muchava vanhu vangu, neni ndichava Mwari wenyu;
Shona 2009?
aya andakaraira madzibaba enyu nezuva randakavabudisa munyika yeIjipiti, muchoto chamatare, ndichiti, `teererai inzwi rangu, muzviite zvose sezvandakakurairai; ipapo muchava vanhu vangu, neni ndichava Mwari wenyu;
Shona SUB 2002 Bible
aya andakaraira madzibaba enyu nezuva randakavabudisa munyika yeIjipiti, muchoto chamatare, ndichiti, ‘Teererai izwi rangu, muzviite zvose sezvandakakurairai; ipapo muchava vanhu vangu, neni ndichava Mwari wenyu;