Jeremiah 11:5 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
kuti ndisimbise kupika kwandakapikira madziɓaɓa enyu, kuti ndicaʋapa nyika inoyerera mukaka noʋuci, seɀaɀakaita zuʋa ranhasi. Ipapo ndakapindura, ndikati: Ameni, Jehova!
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo ndichazadzisa mhiko yandakapika kumadzitateguru enyu, kuti ndichavapa nyika inoyerera mukaka nouchi, nyika yava yenyu nhasi.” Ndakapindura ndichiti, “Ameni, Jehovha.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
kuitira kuti ndichengete chitsidzo chandakapika kumadzibaba enyu chokuvapa nyika yakanaka nyika yomukaka nouchi sezvazviri pari nhasi.’ ” Ini ndakapindura ndichiti, “Ngazvive saizvozvo Tenzi.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
kuti ndisimbise kupika kwandakapikira madzibaba enyu, kuti ndichavapa nyika inoyerera mukaka nouchi, sezvazvakaita zuva ranhasi.’ Ipapo ndakapindura, ndikati, ‘Ameni, Jehovha.’ ”
Shona 2009?
kuti ndisimbise kupika kwandakapikira madzibaba enyu, kuti ndichavapa nyika inoyerera mukaka nouchi, sezvazvakaita zuva ranhasi.' Ipapo ndakapindura, ndikati, `Ameni, Jehovha.' "
Shona SUB 2002 Bible
kuti ndisimbise kupika kwandakapikira madzibaba enyu, kuti ndichavapa nyika inoyerera mukaka nouchi, sezvazvakaita zuva ranhasi.’ Ipapo ndakapindura, ndikati, ‘Ameni, Jehovha.’ ”