Jeremiah 12:11 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakauita ɗoŋgo; unocema kwandiri, ɀawakaitwa ɗoŋgo; nyika yose yakaitwa ɗoŋgo, nokuti hakunomunhu unehanya nayo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uchaitwa dongo rakaoma uye rakaparadzwa pamberi pangu; nyika yose ichava dongo nokuti hakuna ane hanya.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakauita kuti uve chinhu pasina uri chinhu pasina kudaro unochema kwandiri. Nyika iyoyi yose yangova nyika, asi anombozvifunga hapana.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakauita dongo; unochema kwandiri, zvawakaitwa dongo; nyika yose yakaitwa dongo, nokuti hakuna munhu une hanya nayo.
Shona 2009?
Vakauita dongo; unochema kwandiri, zvawakaitwa dongo; nyika yose yakaitwa dongo, nokuti hakuna munhu une hanya nayo.
Shona SUB 2002 Bible
Vakauita dongo; unochema kwandiri, zvawakaitwa dongo; nyika yose yakaitwa dongo, nokuti hakuna munhu une hanya nayo.