Jeremiah 12:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nyika icacema, nemiriʋo yenyika yose icaȿaʋa kuȿikira riniko? Mhuka neshiri ɀinopedzwa nokuɗa kweɀakaipa ɀaʋagere’mo, nokuti ʋakati: Haaŋgaʋoni kuguma kweɗu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nyika ichasvika riniko yakangooma nebundo resango rakangosvava? Nokuti vose vanogaramo vakaipa, mhuka neshiri zvaparara. Pamusoro paizvozvo, vanhu vanoti, “Haasi kuzoona zvinoitika kwatiri.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kusvikira rini chaizvo nyika ichichema nhamo, uswa huchisvava mumasango mose? Pamusana pokuipa wavageremo mhuka neshiri zvatsvairwa nokuti vanhu vanoti, “Mwari magumo edu haamboaona.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nyika ichachema, nemiriwo yenyika yose ichasvava kusvikira riniko? Mhuka neshiri zvinopedzwa nokuda kwezvakaipa zvavageremo, nokuti vakati, “Haangaoni kuguma kwedu.”
Shona 2009?
Nyika ichachema, nemiriwo yenyika yose ichasvava kusvikira rinhiko? Mhuka neshiri zvinopedzwa nokuda kwezvakaipa zvavageremo, nokuti vakati, "Haangaoni kuguma kwedu."
Shona SUB 2002 Bible
Nyika ichachema, nemiriwo yenyika yose ichasvava kusvikira rinhiko? Mhuka neshiri zvinopedzwa nokuda kwezvakaipa zvavageremo, nokuti vakati, “Haangaoni kuguma kwedu.”