Jeremiah 12:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana uciŋge wakamhanya naʋanofamba namakumbo, ukaneta, uŋgagona seiko kuʋiʋana namabiza? Kana uciŋge wakagara ɀakanaka panyika yorugare, uŋgaita seiko pamatenhere aJoridani?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana wakaita nhangemutange navanhu netsoka, uye vakakunetesa ungagokwikwidzana sei namabhiza? Kana uchigumburwa panyika yakanaka, ungagara seiko mumatenhere eJorodhani?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Kana wakaneta kumhanya navanhu ko kutozoti namabhiza uchakwikwidzana sei? Kana uchiputsika munyika yakanaka kudai, ko kutozoti mumapinga okuna Jorodhani uchaita sei?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Kana uchinge wakamhanya navanofamba namakumbo, ukaneta ungagona seiko kuvhivhana namabhiza? Kana uchinge wakagara zvakanaka panyika yorugare, ungaita seiko pamatenhere aJorodhani?
Shona 2009?
"Kana uchinge wakamhanya navanofamba namakumbo, ukaneta ungagona seiko kuvivana namabhiza? Kana uchinge wakagara zvakanaka panyika yorugare, ungaita seiko pamatenhere aJorodhani?
Shona SUB 2002 Bible
“Kana uchinge wakamhanya navanofamba namakumbo, ukaneta ungagona seiko kuvhivhana namabhiza? Kana uchinge wakagara zvakanaka panyika yorugare, ungaita seiko pamatenhere aJodhani?