Jeremiah 12:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti naidzo hama dzako naʋeimba yaɓaɓa ʋako ʋakaita nokunyeŋgera kwauri; naiʋo ʋakaɗanidzira kwauri, usaʋatenda, kunyaŋge ʋacitaura mashoko akanaka newe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Hama dzako, mhuri yako chaiyo, kunyange naivowo vakakumukira; vakadanidzira zvikuru kwazvo pamusoro pako. Usavimba navo, kunyange vachitaura zvakanaka pamusoro pako.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Nokuti kana vakoma, navanun'una vako vemba yokwababa vako; kunyange ivavo vakaita zvounyengedzi kwauri vari kutochema kuti vangakuwane sei, usavanzwe kunyange zvavo vachitaura mazwi akanaka kwauri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Nokuti naidzo hama dzako naveimba yababa vako vakaita nokunyengera kwauri; naivo vakadanidzira kwauri, usavatenda, kunyange vachitaura mashoko akanaka newe.”
Shona 2009?
"Nokuti naidzo hama dzako naveimba yababa vako vakaita nokunyengera kwauri; naivo vakadanidzira kwauri, usavatenda, kunyange vachitaura mashoko akanaka newe."
Shona SUB 2002 Bible
“Nokuti naidzo hama dzako naveimba yababa vako vakaita nokunyengera kwauri; naivo vakadanidzira kwauri, usavatenda, kunyangwe vachitaura mashoko akanaka newe.”