Jeremiah 12:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndasiya imba yaŋgu, ndarasha nhaka yaŋgu; ndaisa muɗikanwa womŋoyo waŋgu mumaʋoko aʋaʋeŋgi ʋake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Ndichasiya imba yangu, ndigorasa nhaka yangu; ndichapisa mudikani wangu mumaoko avavengi vake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Ndapa gotsi imba yangu, nhaka yangu ndaifuratira, chido chemwoyo wangu ndachikanda mumaoko mavavengi vacho.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Ndasiya imba yangu, ndarasha nhaka yangu; ndaisa mudikanwa womwoyo wangu mumaoko avavengi vake.
Shona 2009?
"Ndasiya imba yangu, ndarasha nhaka yangu; ndaisa mudikamwa womoyo wangu mumaoko avavengi vake.
Shona SUB 2002 Bible
“Ndasiya imba yangu, ndarasha nhaka yangu; ndaisa mudikanwa womwoyo wangu mumaoko avavengi vake.