Jeremiah 13:14 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndicaʋagumirisana, madziɓaɓa naʋanakomana ʋaʋo pamŋe cete — ndiɀo ɀinotaura Jehova. Handiŋganzwiri tsitsi, handiŋgaɗariki mumŋe, kana kuʋa neŋgoni, kuti ndirege kuʋaparadza.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndichavabonderedza mumwe kuno mumwe, madzibaba navanakomana saizvozvo, ndizvo zvinotaura Jehovha. Handingabvumiri tsitsi kana ngoni dzangu kuti zvindidzivise kuvaparadza.’ ”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndichavadhumanisa, madzibaba navana vavo vakomana pamwechete, ndizvo zviri kutaura Tenzi. Handisi kuzovanzwira tsitsi kana kuvarega kana kuvanzwira nyasha kuti ndirege kuvaparadza.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndichavagumirisana, madzibaba navanakomana vavo pamwechete ndizvo zvinotaura Jehovha. Handinganzwiri tsitsi, handingadariki mumwe, kana kuva nengoni, kuti ndirege kuvaparadza.’ ”
Shona 2009?
Ndichavagumirisana, madzibaba navanakomana vavo pamwechete ndizvo zvinotaura Jehovha. Handinganzwiri tsitsi, handingadariki mumwe, kana kuva nengoni, kuti ndirege kuvaparadza.' "
Shona SUB 2002 Bible
Ndichavagumirisana, madzibaba navanakomana vavo pamwechete ndizvo zvinotaura Jehovha. Handinganzwiri tsitsi, handingadariki mumwe, kana kuva nengoni, kuti ndirege kuvaparadza.’ ”