Jeremiah 13:18 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iti kunamambo nokunamai ʋamambo: Garai pasi‐pasi kwaɀo, nokuti ɀishoŋgo ɀemisoro yenyu ɀawira pasi, iyo korona yokukudzwa kwenyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uti kuna mambo nokuna mai vamambo, “Burukai pazvigaro zvenyu zvoushe, nokuti korona dzenyu dzokukudzwa dzichawira pasi kubva pamisoro yenyu.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Udza mambo namambokadzi wake kuti, “Garai pachigaro chakazvidzika nokuti mukurumbira wechiremba chenyu wakutunuka mumusoro.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Iti kuna mambo nokuna mai vamambo, “Garai pasi-pasi kwazvo, nokuti zvishongo zvemisoro yenyu zvawira pasi, iyo korona yokukudzwa kwenyu.”
Shona 2009?
Iti kuna mambo nokuna mai vamambo, "Garai pasi-pasi kwazvo, nokuti zvishongo zvemisoro yenyu zvawira pasi, iyo korona yokukudzwa kwenyu."
Shona SUB 2002 Bible
Iti kuna mambo nokuna mai vamambo, “Garai pasi–pasi kwazvo, nokuti zvishongo zvemisoro yenyu zvawira pasi, iyo korona yokukudzwa kwenyu.”