Jeremiah 13:20 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Riŋgira meso ako, uʋone ʋanobva kurutiʋi rwokumsoro. Ko ɓoka rawakapiwa, iro ɓoka rako rakanaka kwaɀo, riripi?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Simudza meso ako uone avo vanobva nechokumusoro. Ko, boka ramakwai rawakapiwa kuti urichengete riripi, iwo makwai awaizvirumbidza nawo?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Simudzai musoro muone vanhu vari kubva nokuchamhembe. Varipi vedanga rawakanga wapiwa vedanga rako rinoyevedza.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Ringira meso ako, uone vanobva kurutivi rwokumusoro. Ko boka rawakapiwa, iro boka rako rakanaka kwazvo, riripi?
Shona 2009?
"Ringira meso ako, uone vanobva kurutivi rwokumusoro. Ko boka rawakapiwa, iro boka rako rakanaka kwazvo, riripi?
Shona SUB 2002 Bible
“Ringira meso ako, uone vanobva kurutivi rwokumusoro. Ko boka rawakapiwa, iro boka rako rakanaka kwazvo, riripi?