Jeremiah 13:21 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ucati kuɗiniko kana aciisa pamsoro pako iʋo ʋawakadzidzisa kuʋa shamŋari dzako ʋaʋe ʋaɓati ʋako? Hauŋgaɓatwi nokurwadziwa sokwomukadzi unopona here?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uchati kudiniko kana Jehovha achiisa pamusoro pako avo vawakadzidzisa seshamwari dzako dzakasarudzika? Haungarwadziwi zvikuru here, somukadzi osununguka mwana?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Muchazoti kudii pavanenge ivo vazviita vatungamiriri venyu vamakadzidzisa imi pachenyu kuti vave vashamwari venyu? Hazvizokurwadzai here samarwadzo omukadzi ari pakusununguka?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Uchati kudiniko kana achiisa pamusoro pako ivo vawakadzidzisa kuva shamwari dzako vave vabati vako? Haungabatwi nokurwadziwa sokuwomukadzi unopona here?
Shona 2009?
Uchati kudiniko kana achiisa pamusoro pako ivo vawakadzidzisa kuva shamwari dzako vave vabati vako? Haungabatwi nokurwadziwa sokomukadzi unopona here?
Shona SUB 2002 Bible
Uchati kudiniko kana achiisa pamusoro pako ivo vawakadzidzisa kuva shamwari dzako vave vabati vako? Haungabatwi nokurwadziwa sokuwomukadzi unopona here?