Jeremiah 13:26 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Saka ndicafukura ʋo ŋguʋo dzako pamberi pako, kunyadziswa kwako kuʋonekwe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndichafukura nguo dzako pamberi pako, kuti kunyadziswa kwako kuonekwe,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ini iyeni ndichakufukura marokwe ndikukwidibire uso nawo uonererwe.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Saka ndichafukurawo nguo dzako pamberi pako, kunyadziswa kwako kuonekwe.
Shona 2009?
Saka ndichafukurawo nguvo dzako pamberi pako, kunyadziswa kwako kuonekwe.
Shona SUB 2002 Bible
Saka ndichafukurawo nguo dzako pamberi pako, kunyadziswa kwako kuonekwe.