Jeremiah 13:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino mazuʋa mazhinji akati apfuʋura, Jehova akati kwandiri: Simuka, uende kwaUfratesi, utore’po banhire randakakuraira kuti uriʋige’po.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mazuva mazhinji akati apfuura Jehovha akati kwandiri, “Chienda zvino kuPerati undotora bhanhire randakati uvigeko.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mushure memazuva akawanda, Tenzi akati kwandiri, “Chisumuka uende kurwizi rwaYufuratesi undotora ikoko jira romutikisha riya randakati urivige ikoko.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino mazuva mazhinji akati apfuura, Jehovha akati kwandiri, “Simuka, uende kwaYufuratesi, utorepo bhanhire randakakuraira kuti urivigepo.”
Shona 2009?
Zvino mazuva mazhinji akati apfuura, Jehovha akati kwandiri, "Simuka, uende kwaYufuratesi, utorepo bhanhire randakakuraira kuti urivigepo."
Shona SUB 2002 Bible
Zvino mazuva mazhinji akati apfuura, Jehovha akati kwandiri, “Simuka, uende kwaYufuretesi, utorepo bhandi randakakuraira kuti urivigepo.”