Jeremiah 14:11 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jehova akati kwandiri: Usanyeŋgeterera ʋanhu aʋa uciʋakumbirira ɀakanaka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Jehovha akati kwandiri, “Rega kunyengeterera kugara zvakanaka kwavanhu ava.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tenzi akanditi, “Rega kunamatira vanhu ava kuti zvinhu zvivafambire zvakanaka
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jehovha akati kwandiri, “Usanyengeterera vanhu ava uchivakumbirira zvakanaka.
Shona 2009?
Jehovha akati kwandiri, "Usanyengeterera vanhu ava uchivakumbirira zvakanaka.
Shona SUB 2002 Bible
Jehovha akati kwandiri, “Usanyengeterera vanhu ava uchivakumbirira zvakanaka.