Jeremiah 14:18 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana ndicifamba musaŋgo, tarirai, ʋakaʋurawa nomunondo! Kana ndicipinda muguta, tarirai, ʋanorwara nenzara! nokuti ʋaprofita naʋaprista ʋose ʋanopota nenyika, ʋasiŋgaziʋi cinhu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana ndikaenda mukati menyika, ndinoona vaya vakaurayiwa nomunondo; kana ndikaenda muguta, ndinoona vakaparadzwa nenzara. Vose, muprofita nomuprista vakaenda kunyika yavasingazivi.’ ”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Ndikati ndiende musango'mu hezvo zvitunha zvakarakatiswa nebakatwa rehondo. Kana ndikapinda muguta heyo nhamo yeshangwa yenzara nokuti muporofita nomupristi vose vanobvonga nemunyika iyoyi mose vasina ruzivo.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana ndichifamba musango, tarirai, vakaurawa nomunondo! Kana ndichipinda muguta, tarirai, vanorwara nenzara! Nokuti vaporofita navapristi vose vanopota nenyika, vasingazivi chinhu.’ ”
Shona 2009?
Kana ndichifamba musango, tarirai, vakaurawa nomunondo! Kana ndichipinda muguta, tarirai, vanorwara nenzara! Nokuti vaporofita navaprista vose vanopota nenyika, vasingazivi chinhu.' "
Shona SUB 2002 Bible
Kana ndichifamba musango, tarirai, vakaurayiwa nomunondo! Kana ndichipinda muguta, tarirai, vanorwara nenzara! Nokuti vaporofita navapristi vose vanopota nenyika, vasingazivi chinhu.’ ”