Jeremiah 14:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Juda ʋanocema, namasuʋo aʋo anoshaiwa simba, ʋagere pasi ʋakafuka ŋguʋo nhema; kucema kweJerusarema kwakwira kumsoro.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Judha anochema, maguta ake apera simba; vanoungudza nokuda kwenyika, uye kuchema kwokwira kuchibva kuJerusarema.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Nyika yeJudha iri mukuchema nhamo magutawo ayo ari kugurukuta, vanhu vayo vachiungudza vakati pasi rakata uye mhere yeJerusaremu yanzwika.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Judha vanochema, namasuo avo anoshaiwa simba, vagere pasi vakafuka nguo nhema; kuchema kweJerusaremu kwakwira kumusoro.
Shona 2009?
VaJudha vanochema, namasuo avo anoshaiwa simba, vagere pasi vakafuka nguvo nhema; kuchema kweJerusaremu kwakwira kumusoro.
Shona SUB 2002 Bible
Judha vanochema, namasuwo avo anoshaiwa simba, vagere pasi vakafuka nguo nhema; kuchema kweJerusaremu kwakwira kumusoro.