Jeremiah 14:5 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀirokwaɀo, hadzi yenondo inoɓereka ʋo musaŋgo, ndokurasha mhuru yayo, nokuti hakuneɓumhudza.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kunyange nehadzi yenondo iri musango inosiya mhuru yayo ichangoberekwa nokuti hakuchina bundo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Kunyange nhunzvi yemhembwe musango yototiza katsvana kayo kasvava pamusana pokushaya uswa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvirokwazvo, hadzi yenondo inoberekawo musango, ndokurasha mhuru yayo, nokuti hakuna bumudza.
Shona 2009?
Zvirokwazvo hadzi yenondo inoberekawo musango, ndokurasha mhuru yayo, nokuti hakuna bumudza.
Shona SUB 2002 Bible
Zvirokwazvo, hadzi yenondo inoberekawo musango, ndokurasha mhuru yayo, nokuti hakuna bumhudza.