Jeremiah 15:11 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jehova akati: Ɀirokwaɀo, ndicakusimbisira ɀakanaka; ɀirokwaɀo, ndicanyeŋgeteresa muʋeŋgi wako kwauri neŋguʋa yeɀakaipa, ʋuye neŋguʋa yokutambudzika.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jehovha akati, “Zvirokwazvo ndichakurwira nokuda kwechikonzero chakanaka; zvirokwazvo ndichaita kuti vavengi vako vakunyengetedze panguva yenjodzi nepanguva yokutambudzika.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tenzi akati, “Handina kukuramba here? Ndingarege here kukuunzira vavengi?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jehovha akati, “Zvirokwazvo, ndichakusimbisira zvakanaka; zvirokwazvo, ndichanyengeteresa muvengi wako kwauri nenguva yezvakaipa, uye nenguva yokutambudzika.”
Shona 2009?
Jehovha akati, "Zvirokwazvo, ndichakusimbisira zvakanaka; zvirokwazvo, ndichanyengeteresa muvengi wako kwauri nenguva yezvakaipa, uye nenguva yokutambudzika."
Shona SUB 2002 Bible
Jehovha akati, “Zvirokwazvo, ndichakusimbisira zvakanaka; zvirokwazvo, ndichanyengeteresa muvengi wako kwauri nenguva yezvakaipa, uye nenguva yokutambudzika.”