Jeremiah 15:14 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndica ku endisa naʋaʋeŋgi ʋako kunyika yausiŋgaziʋi; nokuti mŋoto wakaɓatidzwa nokutsamŋa kwaŋgu, ucapfuta pamsoro penyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndichakuita muranda wavavengi vako kunyika yausingazivi, nokuti kutsamwa kwangu kuchabatidza moto uchapfuta kuti ukupise.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndichakuitai kuti mushandire vavengi venyu munyika yamusingazivi nokuti ndaviruka nehasha; moto ukabaka unoramba uchingobvira nokusingaperi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndichakuendisa navavengi vako kunyika yausingazivi; nokuti moto wakabatidzwa nokutsamwa kwangu, uchapfuta pamusoro penyu.”
Shona 2009?
Ndichakuendisa navavengi vako kunyika yausingazivi; nokuti moto wakabatidzwa nokutsamwa kwangu, uchapfuta pamusoro penyu."
Shona SUB 2002 Bible
Ndichakuendisa navavengi vako kunyika yausingazivi; nokuti moto wakabatidzwa nokutsamwa kwangu, uchapfuta pamusoro penyu.”