Jeremiah 15:19 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Saka ɀanzi naJehova: Kana ukadzoka, ndicakudzosa, kuti umire pamberi paŋgu; kana ukatsaura ɀakanaka uciɀibvisa paneɀakaipa, ucaʋa somuromo waŋgu; iʋo ʋacadzokera kwauri, asi iwe usadzokera kwaʋari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Naizvozvo zvanzi naJehovha, “Kana ukatendeuka, ndichakudzosazve kuti ugondishumira; kana ukataura zvakafanira, kwete mashoko asakafanira, uchava somuromo wangu. Vanhu ava ngavadzokere kwauri, asi iwe usaenda kwavari.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nokudaro zvanzi naTenzi, “Kana ukadzoka ndichakudzorera pabasa rako undishandire. Kana ukataura zvinhu kwazvo usingataure zvinhu zvisina maturo ndiwe uchava muromo wangu, vachadzokera kwauri asi iwewe haudzokere kwavari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Saka zvanzi naJehovha, “Kana ukadzoka, ndichakudzosa, kuti umire pamberi pangu; kana ukatsaura zvakanaka uchizvibvisa pane zvakaipa, uchava somuromo wangu; ivo vachadzokera kwauri, asi iwe usadzokera kwavari.
Shona 2009?
Saka zvanzi naJehovha, "Kana ukadzoka, ndichakudzosa, kuti umire pamberi pangu; kana ukatsaura zvakanaka uchizvibvisa pane zvakaipa, uchava somuromo wangu; ivo vachadzokera kwauri, asi iwe usadzokera kwavari.
Shona SUB 2002 Bible
Saka zvanzi naJehovha, “Kana ukadzoka, ndichakudzosa, kuti umire pamberi pangu; kana ukatsaura zvakanaka uchizvibvisa pane zvakaipa, uchava somuromo wangu; ivo vachadzokera kwauri, asi iwe usadzokera kwavari.