Jeremiah 15:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino kana ʋakati kwauri: Ticaendepiko? Uti kwaʋari: Ɀanzi naJehova: Ʋakafanirwa norufu ŋgaʋaende kurufu, ʋakafanirwa nomunondo, kumunondo, ʋakafanirwa nenzara, kunzara, naʋakafanirwa nokutapxa, kukutapxa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino kana vakakubvunza vachiti, ‘Tichaendepiko?’ Uvaudze kuti, ‘Zvanzi naJehovha, Vakafanirwa norufu ngavaende kurufu, vakafanirwa nomunondo, kumunondo; vakafanirwa nenzara, kunzara; vakafanirwa noutapwa, kuutapwa.’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kana vakazokubvunza kuti, ‘Kwotoenda kwacho ndokupi?’ iwe uvati zvanzi naTenzi: “Vedenda, vaende kudenda vebakatwa, kubakatwa, veshangwa yenzara, vaende kunzara vokuhutapwa, vaende kuhutapwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Zvino kana vakati kwauri, ‘Tichaendepiko?’ Uti kwavari, ‘Zvanzi naJehovha vakafanirwa norufu ngavaende kurufu, vakafanirwa nenzara, kunzara, navakafanirwa nokutapwa, kukutapwa.’ ”
Shona 2009?
"Zvino kana vakati kwauri, `Tichaendepiko?' Uti kwavari, `Zvanzi naJehovha vakafanirwa norufu ngavaende kurufu, vakafanirwa nenzara, kunzara, navakafanirwa nokutapwa, kukutapwa.' "
Shona SUB 2002 Bible
“Zvino kana vakati kwauri, ‘Tichaendepiko?’ Uti kwavari, ‘Zvanzi naJehovha vakafanirwa norufu ngavaende kurufu, vakafanirwa nenzara, kunzara, navakafanirwa nokutapwa, kukutapwa.’ ”