Jeremiah 15:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndicaʋadzuŋgaidza pakati poʋushe bgenyika, nemhaka yaManase, mŋanakomana waHezekia, mambo waJuda, pamsoro peɀaakaita paJerusarema.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndichaita kuti vavengwe noushe hwose hwenyika nokuda kwezvakaitwa muJerusarema naManase, mwanakomana waHezekia mambo weJudha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndichaita kuti zvionese ndondo nyika dzose dzapasi pano pamusana pezvakaparwa muJerusaremu naManase mwanakomana waHezekiya mambo wokwaJudha.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndichavadzungaidza pakati poushe hwenyika, nemhaka yaManase, mwanakomana waHezekia, mambo waJudha, pamusoro pezvaakaita paJerusaremu.
Shona 2009?
Ndichavadzungaidza pakati poushe bwenyika, nemhaka yaManase, mwanakomana waHezekia, mambo waJudha, pamusoro pezvaakaita paJerusaremu.
Shona SUB 2002 Bible
Ndichavadzungaidza pakati poushe hwenyika, nemhaka yaManase, mwanakomana waHezekiya, mambo waJudha, pamusoro pezvaakaita paJerusaremu.