Jeremiah 15:5 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti ndiani ucakunzwira tsitsi, iwe Jerusarema? Ndiani ucakucema? Ndianiko ucatsauka kuzobvunza mufaro wako?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Ndianiko achakunzwira tsitsi, iwe Jerusarema? Ndianiko achakuchemera? Ndianiko achamira achikubvunza mufaro?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Ndianikowo achakunzwira tsitsi nhaiwe Jerusaremu, kana kuti ndianiwo achakuchema? Ndiani zvake achatsauka achikubvunzawo upenyu?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Nokuti ndiani uchakunzwira tsitsi, iwe Jerusaremu? Ndiani uchakuchema? Ndianiko uchatsauka kuzobvunza mufaro wako?
Shona 2009?
"Nokuti ndiani uchakunzwira tsitsi, iwe Jerusaremu? Ndiani uchakuchema? Ndianiko uchatsauka kuzobvunza mufaro wako?
Shona SUB 2002 Bible
“Nokuti ndiani uchakunzwira tsitsi, iwe Jerusaremu? Ndiani uchakuchema? Ndianiko uchatsauka kuzobvunza mufaro wako?