Jeremiah 15:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndakaʋarudza necokurudza pamasuʋo enyika; ndakaʋatorera ʋana ʋaʋo, ndakaparadza ʋanhu ʋaŋgu; asi haʋana‐kudzoka panzira dzaʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndichavarudza neforogo yokurudzisa, pamasuo eguta renyika. Ndichauyisa kufirwa nokuparadzwa pamusoro pavanhu vangu, nokuti havana kushandura nzira dzavo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Ndakavawurutsa neforogo yokuwurutsisa mumaguta enyika iyoyi. Ndakaita kuti vaone nhamo yorufu ndikaparadza vanhu vangu, asi kusiyana nenzira dzavo havana.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndakavarudza nechokurudza pamasuo enyika; ndakavatorera vana vavo, ndakaparadza vanhu vangu; asi havana kudzoka panzira dzavo.
Shona 2009?
Ndakavandudza nechokurudza pamasuo enyika; ndakavatorera vana vavo, ndakaparadza vanhu vangu; asi havana kudzoka panzira dzavo.
Shona SUB 2002 Bible
Ndakavarudza nechokurudza pamasuwo enyika; ndakavatorera vana vavo, ndakaparadza vanhu vangu; asi havana kudzoka panzira dzavo.