Jeremiah 15:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iye, wakaɓereka ʋanomŋe, wapera simba, waɓuɗisa mŋeya wake; zuʋa rake rakaʋira aciri masikati; wakanyadziswa nokukaŋganiswa; ʋakasara ʋaʋo ndicaʋaʋurayisa nomunondo pamberi paʋaʋeŋgi ʋaʋo — ndiɀo ɀinotaura Jehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mai vakabereka vana vanomwe vachaziya vagofa. Zuva rake richavira achiri masikati; achanyadziswa uye achaninipiswa. Vachapunyuka ndichavaisa kumunondo pamberi pavavengi vavo,” ndizvo zvinotaura Jehovha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Amai vavanomwe vatambura nokuchema, vakarezuka, rakavadokera masikati machena, akanyadziswa akafumurwa, vamwe vacho vose ndichavaurayisa nebakatwa rehondo mumaoko mavavengi vavo, ndizvo zviri kureva Tenzi.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Iye, wakabereka vanomwe, wapera simba, wabudisa mweya wake; zuva rake rakavira achiri masikati; wakanyadziswa nokukanganiswa; vakasara vavo ndichavaurayisa nomunondo pamberi pavavengi vavo” ndizvo zvinotaura Jehovha.
Shona 2009?
"Iye, wakabereka vanomwe, wapera simba, wabudisa mweya wake; zuva rake rakavira achiri masikati; wakanyadziswa nokukanganiswa; vakasara vavo ndichavaurayisa nomunondo pamberi pavavengi vavo" ndizvo zvinotaura Jehovha.
Shona SUB 2002 Bible
“Iye, wakabereka vanomwe, wapera simba, wabudisa mweya wake; zuva rake rakavira achiri masikati; wakanyadziswa nokukanganiswa; vakasara vavo ndichavaurayisa nomunondo pamberi pavavengi vavo” ndizvo zvinotaura Jehovha.