Jeremiah 16:15 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
asi: NaJehova mupenyu, wakabvisa ʋana ʋaIsraeri kunyika yokumsoro, nokunyika dzose dzaakaŋga aʋadziŋgira kwadziri. Ndicaʋadzosera ɀe kunyika yaʋo yandakapa madziɓaɓa aʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
asi vachati, ‘NaJehovha mupenyu, iye akabudisa vaIsraeri kubva munyika yokumusoro uye nokubva munyika dzose dzaakanga avadzingira.’ Nokuti ndichavadzoserazve kunyika yandakapa madzitateguru avo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
asi kutoti, ‘NaTenzi chaiye mupenyu akaburitsa vanhu veIsiraeri kunyika yokuchamhembe, kubva kunyika dzose kwaakanga avadzingira nokuti ndichavadzorera kunyika yavo yandakapa kumadzitateguru avo.’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
asi ‘NaJehovha mupenyu, wakabvisa vana vaIsiraeri kunyika yokumusoro, nokunyika dzose dzaakanga avadzingira kwadziri. Ndichavadzoserazve kunyika yavo yandakapa madzibaba avo.’
Shona 2009?
asi `NaJehovha mupenyu, wakabvisa vana vaIsiraeri kunyika yokumusoro, nokunyika dzose dzaakanga avadzingira kwadziri. Ndichavadzoserazve kunyika yavo yandakapa madzibaba avo.'
Shona SUB 2002 Bible
asi ‘NaJehovha mupenyu, wakabvisa vana VaIsiraeri kunyika yokumusoro, nokunyika dzose dzaakanga avadzingira kwadziri. Ndichavadzoserazve kunyika yavo yandakapa madzibaba avo.’