Jeremiah 16:17 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti meso aŋgu anoʋona nzira dzaʋo dzose, haɀina‐kuʋanzika pamberi paŋgu, ɀakaipa ɀaʋo haɀina‐kuʋanziwa pameso aŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Meso angu ari pamusoro penzira dzavo dzose; hadzina kuvanzika kwandiri, uye chivi chavo hachina kuvanzika pameso angu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti kuita kwavo kwose ndinokuona mumaziso mangu, hapana chakavanzika kwandiri. Kunyange kuipa kwavo hauna kuvandika mumaziso mangu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti meso angu anoona nzira dzavo dzose, hazvina kuvanzika pamberi pangu, zvakaipa zvavo hazvina kuvanziwa pameso angu.
Shona 2009?
Nokuti meso angu anoona nzira dzavo dzose, hazvina kuvanzika pamberi pangu, zvakaipa zvavo hazvina kuvanziwa pameso angu.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti meso angu anoona nzira dzavo dzose, hazvina kuvanzika pamberi pangu, zvakaipa zvavo hazvina kuvanziwa pameso angu.