Jeremiah 16:18 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndicataŋga kuʋatsiʋira ɀakaipa ɀaʋo neɀiʋi ɀaʋo kaʋiri, nokuti ʋakaȿiɓisa nyika yaŋgu neɀitunha ɀeɀinhu ɀaʋo ɀinosemesa, nokuzadza nhaka yaŋgu neɀinonyaŋgadza ɀaʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndichatsiva zvakaipa zvavo nechivi chavo, zvakapetwa kaviri, nokuti vakasvibisa nyika yangu nezvitunha zvezvifananidzo zvavo zvisina maturo, uye vakazadza nhaka yangu nezvifananidzo zvavo zvinonyangadza.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvino ndava kutanga kuvarangira kakapetwa uipi hwavo nechitadzo chavo nokuti vakan'oresa nyika yangu nezvitunha zvezvifananidzo zvavo zvokunamata zvinosemesa vachizadza nhaka yangu nezvinhu zvavo zvandisingadi.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndichatanga kuvatsivira zvakaipa zvavo nezvivi zvavo kaviri, nokuti vakasvibisa nyika yangu nezvitunha zvezvinhu zvavo zvinosemesa, nokuzadza nhaka yangu nezvinonyangadza zvavo.’ ”
Shona 2009?
Ndichatanga kuvatsivira zvakaipa zvavo nezvivi zvavo kaviri, nokuti vakasvibisa nyika yangu nezvitunha zvezvinhu zvavo zvinosemesa, nokuzadza nhaka yangu nezvinonyangadza zvavo.' "
Shona SUB 2002 Bible
Ndichatanga kuvatsivira zvakaipa zvavo nezvivi zvavo kaviri, nokuti vakasvibisa nyika yangu nezvitunha zvezvinhu zvavo zvinosemesa, nokuzadza nhaka yangu nezvinonyangadza zvavo.’ ”