Jeremiah 16:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Rega kuwana mukadzi kana kuʋa naʋanakomana kana ʋanasikana panɀimbo ino.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Haufaniri kuwana mukadzi kana kuva navanakomana kana vanasikana panzvimbo ino.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
kana kuva zvako navanakomana kana vanasikana munzvimbo ino
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Rega kuwana mukadzi kana kuva navanakomana kana vanasikana panzvimbo ino.
Shona 2009?
"Rega kuwana mukadzi kana kuva navanakomana kana vanasikana panzvimbo ino.
Shona SUB 2002 Bible
“Rega kuwana mukadzi kana kuva navanakomana kana vanasikana panzvimbo ino.