Jeremiah 16:21 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo, tarirai, ndicaʋaziʋisa, ndicaʋaziʋisa paŋguʋa ino cete ruʋoko rwaŋgu nesimba raŋgu; ʋacaziʋa kuti zita raŋgu ndiJehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Naizvozvo ndichavadzidzisa, nguva ino ndichavadzidzisa simba rangu noukuru hwangu. Ipapo vachaziva kuti zita rangu ndiJehovha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Naizvozvo, chinzwa, ndichaita kuti vazive, rwendo runo ndichaita kuti vazive simba rangu noukuru hwangu ndipo pavachazoziva kuti ini ndini ndinonzi Mwari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo, tarirai, ndichavazivisa, ndichavazivisa panguva ino chete ruoko rwangu nesimba rangu; vachaziva kuti zita rangu ndiJehovha.”
Shona 2009?
Naizvozvo, tarirai, ndichavazivisa, ndichavazivisa panguva ino chete ruoko rwangu nesimba rangu; vachaziva kuti zita rangu ndiJehovha."
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo, tarirai, ndichavazivisa, ndichavazivisa panguva ino chete ruoko rwangu nesimba rangu; vachaziva kuti zita rangu ndiJehovha.”