Jeremiah 16:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakuru naʋaɗuku ʋose ʋacafa munyika ino; haʋaŋgaʋigwi, naʋanhu haʋaŋgaʋacemi, kana kuɀiceka nokuɀiʋeʋura nokuɗa kwaʋo;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Vose, vakuru navaduku vachafa munyika ino. Havangavigwi kana kuchemwa, uye hakuna munhu achazvicheka kana kuveura musoro wake nokuda kwavo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vose zvavo vakuru navaduku vachafa munyika muno, havachazovigwa, hapana achavachema kana kuzvicheka-chekera vafi vacho kunyange kuzviveurira ivavo muparavara.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Vakuru navaduku vose vachafa munyika ino; havangavigwi, navanhu havangavachemi, kana kuzvicheka nokuzviveura nokuda kwavo;
Shona 2009?
"Vakuru navaduku vose vachafa munyika ino; havangavigwi, navanhu havangavachemi, kana kuzvicheka nokuzviveura nokuda kwavo;
Shona SUB 2002 Bible
“Vakuru navaduku vose vachafa munyika ino; havangavigwi, navanhu havangavachemi, kana kuzvicheka nokuzviveura nokuda kwavo;