Jeremiah 17:12 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nɀimbo yeimba yeɗu tȿene cigaro coʋushe cakaiȿo‐naka, cakaŋga cakakwirira kubva pakutaŋga.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Chigaro choushe chinobwinya, chakanga chakakwira kubva pakutanga, ndiyo nzvimbo yedu tsvene.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nzvimbo yedu Inoera, chigaro choumambo chomukurumbira chakaiswa pakakwirira kubvira pakutanga chaipo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nzvimbo yeimba yedu tsvene chigaro choushe chakaisvonaka, chakanga chakakwirira kubva pakutanga.
Shona 2009?
Nzvimbo yeimba yedu tsvene chigaro choushe chakaisvonaka, chakanga chakakwirira kubva pakutanga.
Shona SUB 2002 Bible
Nzvimbo yeimba yedu tsvene chigaro choushe chakaisvonaka, chakanga chakakwirira kubva pakutanga.