Jeremiah 17:16 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana ndirini, handina‐kukurumidza kusakuteʋerai somufudzi, handina‐kushuʋa zuʋa renjodzi; imi munoziʋa; ɀakaɓuɗa mumuromo maŋgu ɀakaŋga ɀiri pamberi penyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Handina kutiza pakuva mufudzi wenyu; munoziva kuti handina kushora zuva rokupera kwetariro. Zvinobuda mumuromo mangu zviri pachena pamberi penyu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Handina kukumanikidzirai kutumira zvakaipa kana kusuwira zuva renhamo, imi munozviziva. Hapana chakabuda pamuromo pangu chamusingazivi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana ndirini, handina kukurumidza kusakuteverai somufudzi, handina kushuva zuva renjodzi; imi munoziva; zvakabuda mumoromo mangu zvakanga zviri pamberi penyu.
Shona 2009?
Kana ndirini, handina kukurumidza kusakuteverai somufudzi, handina kushuva zuva renjodzi imwi munoziva; zvakabuda mumoromo mangu zvakanga zviri pamberi penyu.
Shona SUB 2002 Bible
Kana ndirini, handina kukurumidza kusakuteverai somufudzi, handina kushuva zuva renjodzi; imi munoziva; zvakabuda mumoromo mangu zvakanga zviri pamberi penyu.