Jeremiah 17:18 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋanonditambudza ŋgaʋanyadiswe, asi ini ndirege kunyadziswa; ŋgaʋavunduswe iʋo, asi ini ndirege kuvunduswa; ʋuyisai kwaʋari zuʋa reɀakaipa, muʋaparadze nokuparadza kwakapamhidzirwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vatambudzi vangu ngavanyadziswe, asi ini ndidzivirirei pakunyadziswa; ngavavhunduswe ivo, asi ini ndidzivirirei pakuvhunduswa. Uyisai pamusoro pavo zuva renjodzi; vaparadzei nokuparadza kwakapetwa kaviri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nyadzisai vanonditambudza asi ini murege kundinyadzisa ngavavhiringike nazvo asi ini ndirege kuvhiringika. Vaunzirei zuva renhamo munyatsovaparadza zvokuparadza zviya.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vanonditambudza ngavanyadziswe, asi ini ndirege kunyadziswa; ngavavhunduswe ivo, asi ini ndirege kuvhunduswa; uyisai kwavari zuva rezvakaipa, muvaparadze nokuparadza kwakapamhidzirwa.
Shona 2009?
Vanonditambudza ngavanyadziswe, asi ini ndirege kunyadziswa; ngavavhunduswe ivo, asi ini ndirege kuvhunduswa; uyisai kwavari zuva rezvakaipa, muvaparadze nokuparadza kwakapamhidzirwa.
Shona SUB 2002 Bible
Vanonditambudza ngavanyadziswe, asi ini ndirege kunyadziswa; ngavavhunduswe ivo, asi ini ndirege kuvhunduswa; uyisai kwavari zuva rezvakaipa, muvaparadze nokuparadza kwakapamhidzirwa.