Jeremiah 17:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ŋguʋa dzose kana ʋana ʋaʋo ʋaciraŋgarira maartari aʋo nemiti yaʋo yakatsaurwa pamiti mitema paɀikomo ɀakakwirira.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kunyange vana vavo vanorangarira aritari dzavo namatanda aAshera munyasi memiti yakapfumvutira uye napazvikomo zvakakwirira.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Izvozvo vana vavo pfungwa dzinenge dziri kuatari dzavo nokuzvifananidzo zvavo zvokunamata zvinomiririra Ashera pasi pomuti wose wose wakasvibira nomuzvikomo zvirefu
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
nguva dzose kana vana vavo vachirangarira maaritari avo nemiti yavo yakatsaurwa pamiti mitema pazvikomo zvakakwirira.
Shona 2009?
nguva dzose kana vana vavo vachirangarira maaritari avo nemiti yavo yakatsaurwa pamiti mitema pazvikomo zvakakwirira.
Shona SUB 2002 Bible
nguva dzose kana vana vavo vachirangarira maatari avo nemiti yavo yakatsaurwa pamiti mitema pazvikomo zvakakwirira.