Jeremiah 17:22 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
musaɓuɗa makatakura mutoro padzimba dzenyu nezuʋa resaɓata, kana kuɓate‐ɓasa ripi neripi; asi mutsaure zuʋa resaɓata, seɀandakaraira madziɓaɓa enyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Musabudisa mitoro mudzimba dzenyu kana kuita basa ripi neripi pazuva reSabata, asi chengetai zuva reSabata rive dzvene, sezvandakarayira madzitateguru enyu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Regaiwo kutakura mutoro muchibuda nawo mudzimba dzenyu nomusi weSabata kana kuita basa ripi neripi zvaro. Asi eresai zuva reSabata sokuudza kwandakaita madzibaba enyu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
musabuda makatakura mutoro padzimba dzenyu nezuva reSabata, kana kubate basa ripi neripi; asi mutsaure zuva reSabata, sezvandakaraira madzibaba enyu.’
Shona 2009?
musabuda makatakura mutoro padzimba dzenyu nezuva reSabata, kana kubate basa ripi neripi; asi mutsaure zuva reSabata, sezvandakaraira madzibaba enyu.'
Shona SUB 2002 Bible
musabuda makatakura mutoro padzimba dzenyu nezuva reSabata, kana kubate basa ripi neripi; asi mutsaure zuva reSabata, sezvandakaraira madzibaba enyu.’