Jeremiah 17:23 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi haʋana‐kuterera, kana kurerekera nzeʋe dzaʋo; asi ʋakawomesa mitsipa yaʋo kuti ʋarege kunzwa, ʋarege kudzidziswa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi havana kunzwa kana kurereka nzeve dzavo; vakava nemitsipa mikukutu uye havana kumboteerera kana kugamuchira kurayirwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi havana kuteerera kana kurerekera nzeve yavo asi kuti vakatoomesa musoro kuti varege kunzwa kana kudzidzisika.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi havana kuterera, kana kurerekera nzeve dzavo; asi vakaomesa mitsipa yavo kuti varege kunzwa, varege kudzidziswa.
Shona 2009?
Asi havana kuteerera, kana kurerekera nzeve dzavo; asi vakaomesa mitsipa yavo kuti varege kunzwa, varege kudzidziswa.
Shona SUB 2002 Bible
Asi havana kuterera, kana kurerekera nzeve dzavo; asi vakaomesa mitsipa yavo kuti varege kunzwa, varege kudzidziswa.