Jeremiah 17:25 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ipapo pacapinda napamasuʋo eguta rino madzimambo namacinda anogara pacigaro coʋushe caDavidi, anofamba neŋgoro namabiza, iwo, namacinda awo, naʋarume ʋaJuda, naʋagere Jerusarema; guta rino ricaʋa’po nokusiŋgaperi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
ipapo madzimambo anogara pachigaro choushe chaDhavhidhi vachauya napamasuo eguta namachinda avo. Ivo namachinda avo vachauya vakakwira ngoro namabhiza, vachiperekedzwa navarume veJudha navose vanogara muJerusarema, uye guta rino richagarwa nokusingaperi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
pakadarowo madzimambo namadzishe anogara pachigaro choumambo hwokwaDhavhidhi vachapinda napamisuo mikuru yeguta rino vari mungoro dzehondo dzamabhiza ivo namachinda avo vanhu vokwaJudha navagari veJerusaremu uye guta rino richagarwa narini narini.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
ipapo pachapinda napamasuo eguta rino madzimambo namachinda anogara pachigaro choushe chaDhavhidhi, anofamba nengoro namabhiza, iwo namachinda awo, navarume vaJudha, navagere Jerusaremu; guta rino richavapo nokusingaperi.’
Shona 2009?
ipapo pachapinda napamasuo eguta rino madzimambo namachinda anogara pachigaro choushe chaDhavhidhi, anofamba nengoro namabhiza, iwo namachinda awo, navarume vaJudha, navagere Jerusaremu; guta rino richavapo nokusingaperi.'
Shona SUB 2002 Bible
ipapo pachapinda napamasuwo eguta rino madzimambo namachinda anogara pachigaro choushe chaDhavhidhi, anofamba nengoro namabhiza, iwo namachinda awo, navarume vaJudha, navagere Jerusaremu; guta rino richavapo nokusingaperi.’