Jeremiah 17:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iwe gomo raŋgu riri kusaŋgo, nhumbi dzako nefuma yako yose ndicaɀitapisa, nenɀimbo dzako dzakakwirira, nokuɗa kweɀiʋi ɀenyu ɀiri mumiganho yenyu yose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Gomo rangu riri munyika uye pfuma yako namatura ako ose ndichazviendesa kuutapwa, pamwe chete nenzvimbo dzako dzakakwirira, nokuda kwechivi chiri munyika yako yose.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nomumakomo musango umu. Upfumi hwenyu nezvose zvamunazvo zvakakosha ndichaita kuti zvipambwe somubayiro wezvitadzo zviri munyika yenyu yose zvayo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Iwe gomo rangu riri kusango, nhumbi dzako nepfuma yako yose ndichazvitapisa, nenzvimbo dzako dzakakwirira, nokuda kwezvivi zvenyu zviri mumiganho yenyu yose.
Shona 2009?
Iwe gomo rangu riri kusango, nhumbi dzako nefuma yako yose ndichazvitapisa, nenzvimbo dzako dzakakwirira, nokuda kwezvivi zvenyu zviri mumiganho yenyu yose.
Shona SUB 2002 Bible
Iwe gomo rangu riri kusango, nhumbi dzako nepfuma yako yose ndichazvitapisa, nenzvimbo dzako dzakakwirira, nokuda kwezvivi zvenyu zviri mumiganhu yenyu yose.