Jeremiah 17:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nemi, iyemi mumene, mucarega nhaka yenyu yandakakupai; ndicakuitai ʋaranda ʋaʋaʋeŋgi ʋenyu munyika yamusiŋgaziʋi, nokuti makaɓatidza mŋoto pakutsamŋa kwaŋgu, ucapfuta nokusiŋgaperi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuda kwokutadza kwako, ucharasikirwa nenhaka yandakakupa. Ndichakuita muranda wavavengi vako munyika yausingazivi, nokuti wakabatidza kutsamwa kwangu, uye kuchapfuta nokusingaperi.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Imi nhaka yandakakupai muchairegedza ndichikuitai kuti mushandire vavengi venyu munyika yamusingazivi nokuti ndaviruka nehasha, moto ukabaka unoramba uchingobvira.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nemi, iyemi mumene, mucharega nhaka yenyu yandakakupai; ndichakuitai varanda vavavengi venyu munyika yamusingazivi, nokuti makabatidza moto pakutsamwa kwangu, uchapfuta nokusingaperi.”
Shona 2009?
Nemi, iyemi mumene, mucharega nhaka yenyu yandakakupai; ndichakuitai varanda vavavengi venyu munyika yamusingazivi, nokuti makabatidza moto pakutsamwa kwangu, uchapfuta nokusingaperi."
Shona SUB 2002 Bible
Nemi, iyemi mumene, mucharega nhaka yenyu yandakakupai; ndichakuitai varanda vavavengi venyu munyika yamusingazivi, nokuti makabatidza moto pakutsamwa kwangu, uchapfuta nokusingaperi.”