Jeremiah 17:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti ucafanana negwenzi murenje, haaŋgaʋoni kana ɀakanaka ɀiciȿika, asi ucagara panɀimbo dzakawoma kwaɀo murenje, munyika yeɓare isiŋgagarwi naʋanhu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Achafanana negwenzi murenje; haangaoni kubudirira pakunosvika. Achagara munzvimbo dzakaoma dzemugwenga, munyika yomunyu isingagarwi nomunhu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Akafanana negwenzi riri mugwenga hapana chakanaka chaanowana. Achagara munzvimbo dzakaoma dzomugwenga, munyika yebare isingagare munhu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti uchafanana negwenzi murenje, haangaoni kana zvakanaka zvichisvika, asi uchagara panzvimbo dzakaoma kwazvo murenje, munyika yebare isingagarwi navanhu.
Shona 2009?
Nokuti uchafanana negwenzi murenje, haangaoni kana zvakanaka zvichisvika, asi uchagara panzvimbo dzakaoma kwazvo murenje, munyika yebare isingagarwi navanhu.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti uchafanana negwenzi murenje, haangaoni kana zvakanaka zvichisvika, asi uchagara panzvimbo dzakaoma kwazvo murenje, munyika yebare isingagarwi navanhu.