Jeremiah 17:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti ucaʋa somuti wakasimŋa pamvura, unotuma midzi yawo kurwizi, usiŋgatyi kana kupisa kuciȿika, asi mashizha awo acaʋa matema; hauŋgaraŋgariri pagore rokusanaya kwemvura, kana kurega kuɓereka ɀiɓereko.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Achafanana nomuti wakasimwa pamvura, unotuma midzi yawo kurukova. Hautyi kana kupisa kuchisvika; mashizha awo anogara ari manyoro. Haufunganyi mugore rokusanaya kwemvura, uye haumboshayiwi zvibereko.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
akaita somuti wakasimwa pamvura unoendesa midzi yawo mukakova hauzozeza kupisa kana kuchiuya nokuti mashizha awo anoramba akasvibira uye hauzotyira gore rokushaikwa kwemvura nokuti haumborega kubereka muchero.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti uchava somuti wakasimwa pamvura, unotuma midzi yawo kurwizi, usingatyi kana kupisa kuchisvika, asi mashizha awo achava matema; haungarangariri pagore rokusanaya kwemvura, kana kurega kubereka zvibereko.
Shona 2009?

Shona SUB 2002 Bible