Jeremiah 17:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mŋoyo unonyeŋgera kupfuʋura ɀinhu ɀose, wakaʋora cose, ndiani uŋgauziʋa?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mwoyo unonyengera kupfuura zvinhu zvose, uye wakaora chose. Ndiani angauziva?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Mwoyo unonyengedza kupfuura zvinhu zvose zvazvo uye wakaora nouipi ndiani angaunzwisise husingarapiki.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mwoyo unonyengera kupfuura zvinhu zvose, wakaora chose, ndiani ungauziva?
Shona 2009?
moyo unonyengera kupfuura zvinhu zvose, wakaora chose, ndiani ungauziva?
Shona SUB 2002 Bible
Mwoyo unonyengera kupfuura zvinhu zvose, wakaora chose, ndiani ungauziva?