Jeremiah 18:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo ɀanzi naJehova: Ɀino bvunzai pakati pamarudzi, kuti ndiani wakambonzwa ɀakaɗai; mhandara yaIsraeri yakaita cinhu cakaipa kwaɀo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Naizvozvo zvanzi naJehovha, “Bvunzai pakati pavahedheni kuti: Ndiani akambonzwa chimwe chinhu chakadai? Chinhu chakaipa kwazvo chakaitwa neMhandara Israeri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Naizvozvo, zvanzi naTenzi: “Imbobvunzaiwo pakati pevechirudzi kuti ndiani akambonzwawo zvakadai sezvizvi? Mhandara iyi, Isiraeri yakaita zvinhu zvakaipisisa kwazvo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo zvanzi naJehovha, “Zvino bvunzai pakati pamarudzi, kuti ndiani wakambonzwa zvakadai; mhandara yaIsiraeri yakaita chinhu chakaipa kwazvo.
Shona 2009?
Naizvozvo zvanzi naJehovha, "Zvino bvunzai pakati pamarudzi, kuti ndiani wakambonzwa zvakadai; mhandara yaIsiraeri yakaita chinhu chakaipa kwazvo.
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo zvanzi naJehovha, “Zvino bvunzai pakati pamarudzi, kuti ndiani wakambonzwa zvakadai; mhandara yaIsiraeri yakaita chinhu chakaipa kwazvo.