Jeremiah 18:14 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ko cando cakacena capaRebanoni ciŋgashaikwa paɗombo rokusaŋgo here? Mvura inotonhora, inoyerera icibva kure, iŋgapxa here?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ko, chando cheRebhanoni chinomboshayikwawo pamawere ematombo here? Ko, mvura yaro inotonhorera inoyerera ichibva kure inombomira kuyerera here?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Chando cheRebhanoni chinombopera here pazvikangararwe zveGomo reSirioni? Mvura yomugomo inombopwa here kuerera, tukova tune mvura inotonhorera?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Ko chando chakachena chapaRebhanoni chingashaikwa padombo rokusango here? Mvura inotonhora, inoyerera ichibva kure, ingapwa here?
Shona 2009?
"Ko chando chakachena chapaRebhanoni chingashaikwa padombo rokusango here? Mvura inotonhora, inoyerera ichibva kure ingapwa here?
Shona SUB 2002 Bible
“Ko chando chakachena chapaRebhanoni chingashaikwa padombo rokusango here? Mvura inotonhora, inoyerera ichibva kure, ingapwa here?