Jeremiah 18:16 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
kuti ʋaite nyika yaʋo cishamiso necinoridzirwa murudzi nokusiŋgaperi; mumŋe nomumŋe unopfuʋura’po ucashamiswa, nokudzuŋgudza musoro wake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nyika yavo ichaitwa dongo, chiseko chisingaperi; vose vanopfuura nemo vachashamiswa uye vachadzungudza misoro yavo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
vachiita kuti nyika yavo ive chiseko chaicho chinhu chinoridzirwa zvacho tsamwa narini wose. “Munhu wose anopfuura nemairi anokatyamadzwa nazvo achidzungudza musoro wake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Kuti vaite nyika yavo chishamiso nechinoridzirwa murudzi nokusingaperi; mumwe nomumwe unopfuurapo uchashamiswa, nokudzungudza musoro wake.
Shona 2009?
"Kuti vaite nyika yavo chishamiso nechinoridzirwa murudzi nokusingaperi; mumwe nomumwe unopfuurapo uchashamiswa, nokudzungudza musoro wake.
Shona SUB 2002 Bible
“Kuti vaite nyika yavo chishamiso nechinoridzirwa murudzi nokusingaperi; mumwe nomumwe unopfuurapo uchashamiswa, nokudzungudza musoro wake.