Jeremiah 18:20 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀakaipa ɀiŋgatsibga neɀakanaka here? Nokuti ʋakacerera mŋeya waŋgu gomba. Raŋgarirai kumira kwaŋgu pamberi penyu kuti ndiʋareʋerere ɀakanaka, kuti nditsause kutsamŋa kwenyu kwaʋari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ko, zvakanaka zvingatsiviwa nezvakaipa here? Kunyange zvakadaro vakandicherera gomba. Rangarirai kuti ndakamira pamberi penyu ndichivareverera, kuti mudzore kutsamwa kwenyu kwavari;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ko zvakaipa zvingave ndizvo here zvokutsiva nazvo zvakanaka? Asi vakandicherera hunza kuti vandiurayire imomo. Rangarirai kumira kwendakaita pamberi penyu ndichivareverera kuti mudzore hasha dzenyu kwavari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvakaipa zvingatsiwa nezvakanaka here? Nokuti vakacherera mweya wangu gomba. Rangarirai kumira kwangu pamberi penyu kuti ndivareverere zvakanaka, kuti nditsause kutsamwa kwenyu kwavari.
Shona 2009?
Zvakaipa zvingatsihwa nezvakanaka here? Nokuti vakacherera mweya wangu gomba. Rangarirai kumira kwangu pamberi penyu kuti ndivareverere zvakanaka, kuti nditsause kutsamwa kwenyu kwavari.
Shona SUB 2002 Bible
Zvakaipa zvingatsiwa nezvakanaka here? Nokuti vakacherera mweya wangu gomba. Rangarirai kumira kwangu pamberi penyu kuti ndivareverere zvakanaka, kuti nditsause kutsamwa kwenyu kwavari.