Jeremiah 18:22 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kucema ŋgakunzwike padzimba dzaʋo, kana muciʋaʋuyisira kamŋe‐kamŋe ɓoka raʋarwi; nokuti ʋakacera gomba, kuti ʋandiɓate; ʋakaʋanzira tsoka dzaŋgu misuŋgo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kuchema ngakunzwike kuchibva kudzimba dzavo, pamunouyisa vapambi pamusoro pavo pakarepo, nokuti vakachera hunza kuti vandibate, uye vakavanzira tsoka dzangu misungo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mudzimba dzavo ngamuve nokuchema, pamunoerekana mavaunzira muurayi, nokuti vakandicherera hunza kuti ndiwiremo, vakateyera tsoka dzangu misungo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Kuchema ngakunzwike padzimba dzavo, kana muchivauyisira kamwekamwe boka ravarwi; nokuti vakachera gomba, kuti vandibate; vakavanzira tsoka dzangu misungo.
Shona 2009?
"Kuchema ngakunzwike padzimba dzavo, kana muchivauyisira kamwe kamwe boka ravarwi; nokuti vakachera gomba, kuti vandibate; vakavanzira tsoka dzangu misungo.
Shona SUB 2002 Bible
“Kuchema ngakunzwike padzimba dzavo, kana muchivauyisira kamwe–kamwe boka ravarwi; nokuti vakachera gomba, kuti vandibate; vakavanzira tsoka dzangu misungo.